Mutendi, Mr Daniel Mazai eMheni

ISBN 13: 9780797483743

Mazai eMheni

5 avg rating
( 1 ratings by Goodreads )
 
9780797483743: Mazai eMheni
View all copies of this ISBN edition:
 
 

Munyori Daniel Mutendi anotirezva, oinda nesu karekare kune rimwe zinyika raiva nedzimwevo nyika mukati dzaitungamigwa nemadzimambo akasiyana-siyana. Tinosongana, uye tinobva tofamba nehupenyu hwechikomana chinonzi Shingai. Shingai anozvarigwa munhamo. Paanosvitsa makore mapfumbamwe, baba vake vanotsvaka kumuuraya vachiita zvekumuponda. Mukomana anotsvaka kutiza munyika yake yaitungamirigwa naMambo Zihwe achiinda kumusha kwamai vake kwaMambo Musita. Zhira yohupenyu hwake yakazara zvinanga zvinotsvaka kumubvarura-bvarura kusvika nyama nomweya wake zvaparadzana. Kururama kwake kose kunozozunungusiwa paanopara mhosva yemazvokuda. Hupenyu hwake hunoti kuhwise ngoni, kuthlisa, uyevo kukathlamadza. Uchapona sei pamakakatano evekunyikadzimu neevepasi, vamwe vachida kumuraramisa vamwe vachida kuparadza mweya wake?

"synopsis" may belong to another edition of this title.

Top Search Results from the AbeBooks Marketplace

Stock Image

1.

Mutendi
Published by Dants Media, United States (2018)
ISBN 10: 0797483748 ISBN 13: 9780797483743
New Paperback First Edition Quantity available: 10
Seller:
The Book Depository
(London, United Kingdom)

Book Description Dants Media, United States, 2018. Paperback. Condition: New. Language: Shona. Brand new Book. Munyori Daniel Mutendi anotirezva, oinda nesu karekare kune rimwe zinyika raiva nedzimwevo nyika mukati dzaitungamigwa nemadzimambo akasiyana-siyana. Tinosongana, uye tinobva tofamba nehupenyu hwechikomana chinonzi Shingai. Shingai anozvarigwa munhamo. Paanosvitsa makore mapfumbamwe, baba vake vanotsvaka kumuuraya vachiita zvekumuponda. Mukomana anotsvaka kutiza munyika yake yaitungamirigwa naMambo Zihwe achiinda kumusha kwamai vake kwaMambo Musita. Zhira yohupenyu hwake yakazara zvinanga zvinotsvaka kumubvarura-bvarura kusvika nyama nomweya wake zvaparadzana. Kururama kwake kose kunozozunungusiwa paanopara mhosva yemazvokuda. Hupenyu hwake hunoti kuhwise ngoni, kuthlisa, uyevo kukathlamadza. Uchapona sei pamakakatano evekunyikadzimu neevepasi, vamwe vachida kumuraramisa vamwe vachida kuparadza mweya wake?. Seller Inventory # APC9780797483743

More information about this seller | Contact this seller

Buy New
16.12
Convert currency

Add to Basket

Shipping: FREE
From United Kingdom to U.S.A.
Destination, rates & speeds
Stock Image

2.

Mutendi, MR Daniel
Published by Dants Media (2018)
ISBN 10: 0797483748 ISBN 13: 9780797483743
New PAP First Edition Quantity available: 15
Print on Demand
Seller:
Books2Anywhere
(Fairford, GLOS, United Kingdom)

Book Description Dants Media, 2018. PAP. Condition: New. New Book. Delivered from our UK warehouse in 4 to 14 business days. THIS BOOK IS PRINTED ON DEMAND. Established seller since 2000. Seller Inventory # IQ-9780797483743

More information about this seller | Contact this seller

Buy New
13.46
Convert currency

Add to Basket

Shipping: 6
From United Kingdom to U.S.A.
Destination, rates & speeds
Stock Image

3.

Mutendi, MR Daniel
Published by Dants Media (2018)
ISBN 10: 0797483748 ISBN 13: 9780797483743
New PAP First Edition Quantity available: 15
Print on Demand
Seller:
Paperbackshop-US
(Wood Dale, IL, U.S.A.)

Book Description Dants Media, 2018. PAP. Condition: New. New Book. Shipped from UK. THIS BOOK IS PRINTED ON DEMAND. Established seller since 2000. Seller Inventory # IQ-9780797483743

More information about this seller | Contact this seller

Buy New
19.49
Convert currency

Add to Basket

Shipping: FREE
Within U.S.A.
Destination, rates & speeds
Stock Image

4.

Mr Daniel Mutendi
Published by - -
ISBN 10: 0797483748 ISBN 13: 9780797483743
New Quantity available: 20
Seller:
Chiron Media
(Wallingford, United Kingdom)

Book Description - -. Condition: New. Seller Inventory # 6666-ING-9780797483743

More information about this seller | Contact this seller

Buy New
14.92
Convert currency

Add to Basket

Shipping: 14.99
From United Kingdom to U.S.A.
Destination, rates & speeds